I am made to understand that Chikowore had his children and his eldest son was called Mhembere the name of his grandfather. Mhembere had many wives and children. His many sons include Mupandira, Zvomuya, Mandaza, Chisora, Makumbe, Chidziva (not sure). Zvomuya had two wives. Zvomuya had two sons and daughters. His sons were Mukurutangwa and Stephen (Chiuta) with their sisters Chipiringani and Sandura. The diagram below will try to explain more. Details are so scatchy but slowly filtering through.
Thanks Mukanya
Ini ndiri Mushawasha asi hatina nhoroondo yakakura. Ndinongonzwa kuti Tabikira or Shambare. Sekuru vangu vainzi Johannes Shambare munin’ina wavo achinzi Jani asi vari mhuri yekwaTabikira. Mungatibatsirewo here nekutizivisawo patakabva chaipo. My email address is claudegrace.shambare@gmail.com or claudetabikra@gmail.com. My number is 8179627124.
Schatbare wakaberekwa naGuhwa mwana waNzvee
Ndatenda vaShawasha.
Ini ndinoitwa Mhembere mwana waSimon uyo aiva mwana waShonhiwa Mhembere akashaya gore ra 1978.
Shonhiwa aiva mwana waMhembere uyo anowanikwa kwaMurehwa pedyo nekwaMurenge Cross.
Mubvunzo wangu unoti Mhembere uyu achizonogara kwaMurehwa ainge abvepi uye ari mwana waani?
Mhoro Mukanya, chikono chinokwira namubvinzi
Wauya mukanya padare reVashawasha. Mhembere arikwaMurehwa ndinodaira mazita akabva muna iye Mhembere wekutanga. Vamwe akazenge ave maGombwa kana muchinzwa kuti tinonzi vaGombwa inyaya yekuchemedza mazita. Ninodaira kuti pamwe ndingarasika asi maziviro angu Mhembere izita guru mumisha yevashawasha. Ndichayedza kutsvaga.
Dai mwari titungamirira
Ndatenda Mukanya. Ndingafare ndikawanawo information yakawanda nezvaMhembere uyu. Tinebhuku redu rekwaMhembere nechikoro zvakare panzvimbo imwechete maMurehwa imomu asi sekuru vakazotama kubva kwaMhembere vakanovakira mhiri kwekwaMusami. Munguva inotevera ndichaendako kudzinde ndonobvunza zvakawanda maererano nenhoroondo yavo uye kwavakabva , ndinovimba ndichawanawo vanhu vechikuru vangabetsere. Kana paine angaite ruzivo ndigafare mukatigoverawo vaShawasha Dai maivhura ririgroup pafacebook kana whatsapp topanana zivo ana Mukanya. Ndatenda
Zvomuya had ten children that include Karongwa,Mazhindu,Mavhura,Mazanza,Makurutangwa,Chiuta …..he bad two daughters.Mazhindu had two wives who sisters.The first wife called Nyange had two sons Muchenje, Shambare and two daughters then the second wife gave birth to only two sons Reu,Sireu and a daugter Matiridha.Still searching for data.
Thanks Mukanya for this information its definitely fitting the missing pieces. Please fins out what were the names of the other kids of Zomuya
Calvin Tinashe, I would like to know more about your sources and if you could do a detailed report that I can post on the website because I have always wondered about Zvomuya because my grandfather was Chiuta and his brother I know was Mukurutangwa who had 4 daughters. Chiuta had 8 sons and 4 daughters. So it will be interesting to know where all the other children of Zvomuya are.
Please lets dig this one because for me it provides the missing link to connect me back to Chikowore the sone of Wafanenhombo
Maxwell Kadzinga Chibayanenzvere
Thanks mukuruwambwa. Ngatitvage nhoroondo yedu Vashawasha takwanda
Aahh nhai mukanya mukagozoti Mukuruwambwa zvauya seiko Mushawasha